Kufamba Kwa Paurosi-Killer T
Kufamba Kwa Paurosi-Killer T无损flac下载mp3下载
Kufamba Kwa Paurosi-Killer T 在线试听歌词免费下载
[ti:Kufamba Kwa Paurosi]
[ar:Killer T]
[al:Mashoko Anopfuura]
[by:]
[offset:0]
[00:00.64]Kufamba Kwa Paurosi - Killer T
[00:03.61]Oye hera hera hera hera
[00:06.64]Quski production
[00:08.32]Hera hera
[00:11.46]Oye hera hera hera hera
[00:15.30]Hona kwaive kufamba kwaive kufamba
[00:18.70]KwaPaurosi achienda achienda Damascus
[00:23.76]Kwaive kufamba kwaive kufamba kwaPaurosi achienda achienda Damascus
[00:31.84]Dzika Maria dzika Maria
[00:34.55]Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
[00:39.59]Dzika Maria dzika Maria
[00:42.41]Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
[00:47.07]Ndakati huya tiende tinoendawo naPaurosi
[00:51.48]Tofamba navo havaizotya
[00:54.86]Ndati zita randotya ndiManuwere
[00:58.79]Saka mweya yestvina rega ndiende
[01:02.52]Ndikati tinoda vanhu vanorurama naPaurosi
[01:07.16]Kufamba ndega ini zvangu ndotya
[01:10.40]Ndati zita randotya ndiManuwere
[01:14.93]Kufamba kwachena rega ndiende
[01:18.22]Hona kwaive kufamba kwaive kufamba
[01:21.53]KwaPaurosi achienda achienda Damascus
[01:26.75]Kwaive kufamba kwaive kufamba kwaPaurosi achienda achienda Damascus
[01:34.62]Dzika Maria dzika Maria
[01:37.50]Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
[01:42.49]Dzika Maria dzika Maria
[01:45.26]Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
[01:49.93]Saka huyai Mambo huyai mambo huyai Mambo tigoendawo
[01:57.82]Aiwa Kufamba munzira dzinoera
[02:01.69]Sango rine zvikara zvinorura
[02:06.18]Dzvoko dzvoko asi munoshura
[02:09.43]Usandifungidzisa zvegore riya
[02:13.31]Hona kwaive kufamba kwaive kufamba
[02:16.53]KwaPaurosi achienda achienda Damascus
[02:21.82]Kwaive kufamba kwaive kufamba kwaPaurosi achienda achienda Damascus
[02:29.53]Dzika Maria dzika Maria
[02:32.33]Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
[02:37.61]Dzika Maria dzika Maria
[02:40.30]Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
[02:45.49]Hoo Jehovah wee Huya uzosunungura mweya wangu
[02:49.37]Mweya unoera huya uzosunungura mweya wangu
[02:53.19]Hoo Jehovah wee Huya uzosunungura mweya wangu
[02:57.17]Mweya unoera huya uzosunungura mweya wangu
[03:01.04]Zvichida ndakatadza ini huya uzosunungura mweya wangu
[03:05.08]Mweya unoera huya uzosunungura mweya wangu
[03:08.93]Zvichida ndakatadza ini huya uzosunungura mweya wangu
[03:13.00]Mweya unoera huya uzosunungura mweya wangu
[03:16.49]Hooye era era era era
[03:21.10]Era era era era
[03:24.36]Hooye era era ah
[03:28.99]Era era
[03:32.17]Hooye era era era ah
Kufamba Kwa Paurosi-Killer T歌曲下载
| 歌曲 | 歌手 | 专辑 | 时长 | 歌曲下载 |
|---|---|---|---|---|
| Kufamba Kwa Paurosi | Killer T | Mashoko Anopfuura | 03:40 |
|
Kufamba Kwa Paurosi-Killer T热门评论
Kufamba Kwa Paurosi-Killer T 同专辑其他歌曲
- Rudo Ibofu-Killer T
- MuGame-Killer T
- Hondo-Killer T/Jah Prayzah
- Waidongorera-Killer T
- Huyai-Killer T
- Hupenyu Wenherera-Killer T
- Hondo yeNzara-Killer T
- Ndamuda-Killer T
- Mashoko Anopfuura-Killer T
- Everyday-Killer T
- Handigumbuke-Killer T
- Magitare-Killer T
- Tamba Navo-Killer T
- Rovai Makuva-Killer T
- Fambisa Shoko-Killer T
- Mweya Mutsvene-Killer T