Bvunza Tinzwe-Killer T
Bvunza Tinzwe-Killer T无损flac下载mp3下载
Bvunza Tinzwe-Killer T 在线试听歌词免费下载
[ti:Bvunza Tinzwe]
[ar:Killer T]
[al:Chairman, Vol. 1]
[by:]
[offset:0]
[00:00.31]Bvunza Tinzwe - Killer T
[00:02.14]Oskid
[00:04.77]Oooh bvunza tinzwe
[00:09.24]Oooh bvunza tinzwe
[00:13.59]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[00:16.29]Bvunza tinzwe
[00:18.09]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[00:20.73]Bvunza tinzwe
[00:22.29]Jehovah mukandipindura matondigonera
[00:25.12]Bvunza tinzwe
[00:26.74]Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
[00:29.98]Bvunza tinzwe
[00:31.39]Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu ndezvechokwadi here
[00:36.11]Vese vakafa Mwari wangu vanenge vachitiona here
[00:40.62]Ko Baba pandinotambura munondina here
[00:45.05]Vese vakafa Mwari wangu vachadzoka here
[00:50.04]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[00:52.77]Bvunza tinzwe
[00:54.63]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[00:57.36]Bvunza tinzwe
[00:58.97]Jehovah mukandipindura matondigonera
[01:01.77]Bvunza tinzwe
[01:03.37]Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
[01:06.59]Bvunza tinzwe
[01:08.93]Takangomira ndoda kuziva
[01:13.05]Patinoviga munhu akuvara anopora here
[01:17.27]Mukoma takavaviga nesuit vachinayo here
[01:21.58]Ko hwahwa hwavaifarira muri kuvapa here
[01:26.36]Vese vakanditadzira Baba vachaenda kuGehenna here
[01:30.67]Vakafa vaine mari kana vakudenga vanenge vachinayo here
[01:35.33]Ko amai vangu kana ndozouya vachandiziva here
[01:40.07]Ko akafa nezvirwere kana vakudenga vanenge vachinazvo here
[01:44.96]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[01:47.94]Bvunza tinzwe
[01:49.15]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[01:52.43]Bvunza tinzwe
[01:53.82]Jehovah mukandipindura matondigonera
[01:56.43]Bvunza tinzwe
[01:58.07]Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
[02:01.50]Bvunza tinzwe
[02:02.87]Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu ndezvechokwadi here
[02:07.51]Vese vakafa Mwari wangu vanenge vachitiona here
[02:11.98]Ko Baba pandinotambura munondina here
[02:16.46]Vese vakafa Mwari wangu vachadzoka here
[02:21.43]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[02:24.18]Bvunza tinzwe
[02:26.09]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[02:28.94]Bvunza tinzwe
[02:30.23]Jehovah mukandipindura matondigonera
[02:33.34]Bvunza tinzwe
[02:34.80]Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
[02:38.00]Bvunza tinzwe
[02:39.80]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[02:42.43]Bvunza tinzwe
[02:44.32]Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
[02:47.01]Bvunza tinzwe
[02:48.54]Jehovah mukandipindura matondigonera
[02:51.54]Bvunza tinzwe
[02:53.02]Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
[02:56.23]Bvunza tinzwe
[03:01.36]Bvunza tinzwe
[03:05.48]Bvunza tinzwe
Bvunza Tinzwe-Killer T歌曲下载
| 歌曲 | 歌手 | 专辑 | 时长 | 歌曲下载 |
|---|---|---|---|---|
| Bvunza Tinzwe | Killer T | Bvunza Tinzwe | 03:18 |
|
| Hauchaterere | Killer T | Bvunza Tinzwe | 02:49 |
|
| Kugara Newe | Killer T | Bvunza Tinzwe | 03:06 |
|
| Ndisungei | Killer T | Bvunza Tinzwe | 03:40 |
|
| Vana Vangu | Killer T | Bvunza Tinzwe | 03:02 |
|
| Mutoro Warema | Killer T | Bvunza Tinzwe | 04:27 |
|
| Vakandinyaradza | Killer T | Bvunza Tinzwe | 02:56 |
|
| Vanorohwa Nema Beer | Killer T | Bvunza Tinzwe | 02:49 |
|
| Wakandigona | Killer T | Bvunza Tinzwe | 04:10 |
|
| Dai Maigona Kunamata | Killer T | Bvunza Tinzwe | 03:24 |
|
Bvunza Tinzwe-Killer T热门评论
Bvunza Tinzwe-Killer T 同专辑其他歌曲
- Itai Ndione-Killer T
- Hamundichinjise-Killer T
- Takangodaro-Killer T
- Takumbofarawo-Killer T
- Zvechi Tsaga Tsaga-Killer T
- Hobho Mangoma-Killer T
- Hamundinzwisise-Killer T
- Hushamwari Hwenyu [Mamero]-Killer T