Zadzisa-Janet Manyowa
Zadzisa-Janet Manyowa无损flac下载mp3下载
Zadzisa-Janet Manyowa 在线试听歌词免费下载
Mwari mukataura shoko munorindira kuti riite zvamareva
Ndakabata pachitsidzo chamakandipa munozadzisa
Mwari
Saka baba zadzisai shoko renyu
rinoita zvamataura
zvamakareva zichaitika
Zadzisai shoko renyu rinoita zvamataura
zvamakareva zvichaitika
Muri mwari asinganyepi
muri mwari anochengeta chitsidzo chake
kuvana vake
murimwari wechokwadi murimwari anotaura
shoko kamwechete zvoitika
yeeeh yeeeeeh
Zadzisai shoko renyu rinoita zvamataura
zvamakareva zvichaitika
zvamakataura payaaa
Zadzisai shoko renyu rinoita zvamataura
zvamakareva zvichaitika
imi makati
ndirimukundi
imi makati
ndiri wenyasha
imi makati
Zadzisa-Janet Manyowa歌曲下载
| 歌曲 | 歌手 | 专辑 | 时长 | 歌曲下载 |
|---|---|---|---|---|
| Zadzisa | Janet Manyowa | Zadzisa - Single | 04:11 |
|