Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise
SQWauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise无损flac下载mp3下载
Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise 在线试听歌词免费下载
Wauya Wauya Mucheki mukuru;
Vanhu vachaona Ishe wokudenga.
Vanogozomutswa vari kumakuva;
Avo vovonekwe vose pakachena.
Zvinhu zvatinoona zvose zvichatsva,
Makomo mapako zvichanyongodeka.
Zuva richadzimwa, mwedzi uchapera,
Vakaipa vachashaiwa pokuvanda.
Mucheki wosvika nehondo huru
Hondo inouya yavanyai vedenga
Nameso omucheki mukuru aone,
Zvinhu zvakavanda, zvinhu zvakaipa.
Vatadzi vanova nokutya kukuru,
Vanogodedera pameso’mucheki.
Vasakarurama vachazoparadzwa,
Vaiswe munzvimbo yokutambudzika.
Regai zvakaipa, mutye mururame,
Munzwe inzwi raShe, munamate mose.
Zviteurirei, mutsvake netsitsi,
Inguva nazvino,
Uayi mugamuchire.
Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise歌曲下载
Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise热门评论
Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise 同专辑其他歌曲
- Nzvimbo Yakanaka (Live)-Zimpraise
- Riripo Tsime (Live)-Zimpraise
- Rakanaka Iro Zuva (Live)-Zimpraise
- Hakuna Zita (Live)-Zimpraise
- Ndovimba Nemi (Chorus Version) [Live]-Zimpraise
- Vasikana Vanegumi (Chorus Version) [Live]-Zimpraise
- Pinda Muzambara (Chorus Version) [Live]-Zimpraise
- Ndinoshamiswa Kwazvo-Zimpraise
- Ishe Ndinzwe (Live)-Zimpraise
- Ngatimukudzei Mwari (Live)-Zimpraise
- Amai Navana (Live)-Zimpraise
- Kepangale / Ngihlanzwa (Live)-Zimpraise
- Mwari Huyai: Roman Catholic Hymn (Live)-Zimpraise
- Huyai Mose (Live) [Chorus]-Zimpraise
- Huyai Tibate Basa (Live) [Chorus]-Zimpraise
- Torasira Pacalvary (Live) [Chorus]-Zimpraise
- Ngariende Vhangeri (Live) [Chorus]-Zimpraise
- Dyara Mangwanani (Live)-Zimpraise
- Mambo Jesu (Live)-Zimpraise
- Pamsoro Pakudenga (Live)-Zimpraise
- Ndoda (Live)-Zimpraise
- Mwari Muri Zuva Redu (Live)-Zimpraise
- Mumwe Ariko Kumusoro (Live)-Zimpraise
- Ndiani Panezamba (Live)-Zimpraise
- English Hymn (Live)-Zimpraise
- Ndizadzei-Zimpraise
- Zadzisa Chirewo (Live)-Zimpraise
Wauya Wauya Mucheki (Live)-Zimpraise相关歌曲
- Malfunction (Massano Remix)-Deeparture/Massano
- Look At The Mountains-Tommy Kierland
- Bow Down And Worship Him (Live)-Benjamin Dube/Praise Explosion
- Good-William Murphy
- Walk Upon the Water-Spirit of Praise/Benjamin Dube/Zinzi
- U Too Dey Bless Me-Frank Edwards
- Omemma-Frank Edwards
- I Lift My Voice-Frank Edwards
- Grateful-Don Moen/Frank Edwards
- Ndikhokhele-Jub Jub/Nathi/Rebecca Malope/Benjamin Dube/Mlindo The Vocalist/T'kinzy
- Paper Tiger-PRIORY
- Black Is the Colour-Celtic Thunder
- Have Yourself a Merry Little Christmas-Silje Nergaard
- Silver Lining-TRAAMS
- Earned It-Todays Hits
- Our Own World-The Monkees