Chinhambwe-Oliver Mtukudzi
Chinhambwe-Oliver Mtukudzi无损flac下载mp3下载
Chinhambwe-Oliver Mtukudzi 在线试听歌词免费下载
Chinhambwe - Oliver Mtukudzi
Written by:Oliver Mtukudzi
Pamusoroi
Soroi
Karwiyo
Karwiyo kanyoronyoro kanenge done
Kamuri kunwa kakanditsigira aka
Hatingati ndekekutukana
Kwete bodo tsvo ah ah
Asi kutoti kanotsiura
Kuti kana uri muyenzi
Iva muyenzi
Hazvinei kuti kwawavhakacha
Muzukuru wako
Munun'una wako
Angave sahwira anoshoreka zvakadini
Ringave roja
Iwe uchibva sabhabha
Ukangova muyenzi
Chiva muyenzi
Haikona yenyu iya iya
Yenyu iya iya yekuti katongero kunoita uri kwako
Ndokowoda kusvikoita pese pese
Zvino pano pari pangu
Tinoburana
Tomutsana
Kunyanya nyanya iyemi
Iyemi vemudhuze
Iyemi vehama
Ndimi munoti kana motaura
Mobva mange muri kudivi kwangu
Ko nhaiwe tuku
Ivo vepanext door zvavanocheka hedge vachikanda marara kunoku
Munombogarisana sei
Ahhh
Ndozvawavinga
Tomutsana
Toburana
Vehamawe
Vehamawe
Musakanyane nemuvakidzani wangu
Kwamugere kure kure
Vehamawe
Vehamawe
Musakanyane nemuvakidzani wangu
Kwamugere kure kure
Chinouya chinoona inini
Wekupotera kumuvakidzani
Kwamugere kure kure
Chinouya chinoona inini
Mafuratira marova
Kwamugere kure kure
Chinhambwe
Musazvirove matundundu
Kushambadza wedu haanzwaro
Kwamugere kure kure
Musazvirove matundundu
Kushambadza wangu haanzwaro
Kwamugere kure kure
Chinhambwe
Vehamawe vehamawe
Musakanyane nevavakidzani wangu
Kwamugere kure kure
Chinhambwe-Oliver Mtukudzi歌曲下载
Chinhambwe-Oliver Mtukudzi热门评论
Chinhambwe-Oliver Mtukudzi 同专辑其他歌曲
- Hear Me Lord-Oliver Mtukudzi
- Ndikarangaria-Oliver Mtukudzi
- Ndotangira Poyi-Oliver Mtukudzi
- Matibaya-Oliver Mtukudzi
- Ndakuyambira-Oliver Mtukudzi
- Mutorwa-Oliver Mtukudzi
- Andinzwi-Oliver Mtukudzi
- Neria-Oliver Mtukudzi
- Street Kid-Oliver Mtukudzi
- Madhana-Oliver Mtukudzi
- Makaitei-Oliver Mtukudzi
- Hakuendwe-Oliver Mtukudzi