Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi无损flac下载mp3下载
Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi 在线试听歌词免费下载
[ti:Hazvireve]
[ar:Oliver Mtukudzi]
[al:Nhava]
[by:]
[offset:0]
[00:00.00]Hazvireve - Oliver 'Tuku' Mtukudzi
[00:45.85]Hazvireve rudo handina
[00:47.76]
[00:48.69]Hazvireve rudo handina mwanangu we
[00:52.12]
[00:54.23]Rudo ndinarwo mwanangu
[00:57.05]Hazvireve rudo handina ini
[00:59.79]Hazvireve rudo handina mwanangu we
[01:03.32]
[01:05.32]Rudo ndinarwo mwanangu
[01:08.14]Mai vaiva mwana mudiki mudiki
[01:10.75]Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
[01:13.64]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[01:16.43]Rudo ndinarwo mwanangu
[01:19.23]Mai vaiva mwana mudiki mudiki
[01:21.99]Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
[01:24.82]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[01:27.61]Rudo ndinarwo mwanangu
[01:30.20]
[01:52.46]Mai vaiva mwana mudiki mudiki
[01:55.08]Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
[01:57.90]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[02:00.72]Rudo ndinarwo mwanangu
[02:03.51]Mai vaiva mwana mudiki mudiki
[02:06.17]Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
[02:09.09]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[02:11.77]Rudo ndinarwo mwanangu
[02:14.58]Maka yavepo takatukana kupopotana
[02:18.59]Amai ndokuoneka
[02:20.11]Popota kutukana nekuoneka
[02:24.80]
[02:25.64]Mosva yavepo takatukana hokupopotana
[02:29.55]Amai ndokuramwa
[02:31.09]Popota kutukana nekuoneka
[02:35.88]
[02:36.61]Gukupere nepore ndakatozonzwa nerunye rekupe
[02:41.56]
[02:42.10]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[02:44.92]Rudo ndinarwo mwanangu
[02:47.71]Muku famba kwenguva ndakatozonzwa nerunye rekupe
[02:52.57]
[02:53.23]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[02:55.98]Rudo ndinarwo mwanangu
[02:58.53]
[03:42.77]Takasanga panharara nharara
[03:45.12]Ndika bvunza mai mwana aripii ko
[03:48.15]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[03:50.99]Rudo ndinarwo mwanangu
[03:53.69]Takasanga panharara nharara
[03:56.16]Ndika bvunza mai mwana anani ko
[03:58.65]
[03:59.26]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[04:02.00]Rudo ndinarwo mwanangu
[04:04.81]
[04:26.46]Tichaonana tichaonana
[04:29.51]Kana mwari vada zvarongeka
[04:32.27]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[04:35.11]Rudo ndinarwo mwanangu
[04:37.79]Tichaonana tichaonana
[04:40.54]Kana zvichinge zvarongeka mwari ada
[04:43.26]Hazvireve rudo handina newe mwanangu
[04:46.06]Rudo ndinarwo mwanangu
[04:48.76]Hazvireve rudo handinai
[04:50.50]
[04:51.52]Hazvireve rudo handina mwanangu we
[04:54.89]
[04:56.95]Rudo ndinarwo mwanangu
[04:59.74]Hazvireve rudo handina ini
[05:02.48]Hazvireve rudo handina mwanangu we
[05:05.86]
[05:07.97]Rudo ndinarwo mwanangu
Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi歌曲下载
| 歌曲 | 歌手 | 专辑 | 时长 | 歌曲下载 |
|---|---|---|---|---|
| Hazvireve | Oliver 'Tuku' Mtukudzi | Nhava | 05:49 |
|
Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi热门评论
Hazvireve-Oliver 'Tuku' Mtukudzi 同专辑其他歌曲
- Ninipa-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Izere Mhepo-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Pindirai-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Menzva Kudzimba-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Hope-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Tiregerereiwo-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Handiro Dambudziko-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Tiri Mubindu-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Dzokai-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Tozeza-Oliver 'Tuku' Mtukudzi
- Dzidziso-Oliver 'Tuku' Mtukudzi